Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:57 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Asi vaprista vakuru navaFarisi vakanga varayira kuti kana paine anenge aziva kuna Jesu, aifanira kuvazivisa kuitira kuti vagomusunga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Ɀino ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaŋga ʋaraira, kuti, aninani kana aciziʋa kwaari, aʋaziʋise, kuti ʋandomuɓata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Zvino vapristi vakuru navaFarisi vakanga varayira, kuti, ani naani kana achiziva kwaari, avazivise, kuti vandomubata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:57

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy