Johane 11:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakadana musangano weDare Guru ravaJudha. Vakati, “Tiri kuiteiko? Hounoka murume ari kuita zviratidzo zvesimba zvizhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Naiɀoɀo ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋganidza makurukota, ʋakati: Toɗiniko? nokuti uyu unoita ɀiratidzo ɀizhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisi vakaunganidza makurukota, vakati, “Todiniko? Nokuti uyu anoita zviratidzo zvizhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ipapo vakuru vakuru vavapristi navaFarisei vakaunganidza makurukota avo padare vakati, “Toita sei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ipapo vakuru vakuru vavapristi navaFarisei vakaunganidza makurukota avo padare vakati, “Toita sei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvakawanda. Viz kapitola |