Johane 11:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Naizvozvo vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuzoshanyira Maria, uye vaona zvakanga zvaitwa naJesu, vakatenda kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Naiɀoɀo ʋazhinji ʋaʋaJuda, ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMaria, ʋakati ʋaʋona ɀaaita, ʋakatenda kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Naizvozvo vazhinji vavaJudha, vakanga vauya kuna Maria, vakati vaona zvaaita, vakatenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari. Viz kapitola |