Johane 11:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Ndinozviziva kuti munogara muchindinzwa, asi ndareva izvi nokuda kwavanhu vamire pano, kuti vatende kuti imi makandituma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Asi ndakaŋga ndiciziʋa, kuti munosindinzwa ŋguʋa dzose; asi ndakaɀireʋa nokuɗa kwaʋazhinji ʋakandikomba, kuti ʋatende kuti makandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Asi ndakanga ndichiziva, kuti munosindinzwa nguva dzose; asi ndakazvireva nokuda kwavazhinji vakandikomba, kuti vatende kuti makandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Ndinoziva kuti munondinzwa nguva dzose. Asi ndataura izvi kuitira vanhu vamire pano ava, vadavire kuti makandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Ndinoziva kuti munondinzwa nguva dzose. Asi ndataura izvi kuitira vanhu vamire pano ava, vadavire kuti makandituma.” Viz kapitola |