Johane 11:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akati, “Bvisai ibwe.” Marita, hanzvadzi yomurume akanga afa akati, “Asika, Ishe, pari zvino ava kunhuhwa, nokuti atova mazuva mana arimo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Jesu akati: Bvisai ibge! Marta, hanɀadzi yowakafa, akati kwaari: Ishe, wotonhuwa ɀino, nokuti waʋa namazuʋa manna okufa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Jesu akati, “Bvisai ibwe!” Marita, hanzvadzi yoakafa, akati kwaari, “Ishe, otonhuwa zvino, nokuti ava namazuva mana okufa kwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Marita, hanzvadzi yomufi, yakati kwaari, “Tenzi paari otonhuhwa nokuti atova namazuva mana akafa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Marita, hanzvadzi yomufi, yakati kwaari, “Tenzi paari otonhuhwa nokuti atova namazuva mana akafa.” Viz kapitola |