Johane 11:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Akavabvunza akati, “Mamuradzika kupiko?” Vakati kwaari, “Uyai muone, Ishe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 akati: Mamuisepiko? Ʋakati kwaari: Ishe, ʋuyai, muʋone. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 akati, “Mamuisepiko?” Vakati kwaari, “Ishe, uyai muone.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akati, “Makandomuradza kupi?” Vakati kwaari, “Tenzi, uyai muone zvenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akati, “Makandomuradza kupi?” Vakati kwaari, “Tenzi, uyai muone zvenyu.” Viz kapitola |