Johane 11:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Maria akati anzwa izvozvo, akasimuka nokukurumidza akaenda kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iye wakati aciɀinzwa, akakurumidza kusimuka, akaenda kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Iye akati achizvinzwa, akakurumidza kusimuka, akaenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Paakazvinzwa akabva asimuka nokukurumidza akaenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Paakazvinzwa akabva asimuka nokukurumidza akaenda kwaari. Viz kapitola |