Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 uye ani naani anorarama uye anotenda mandiri haangatongofi. Unotenda here izvi?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mumŋe nomumŋe uri mupenyu, unotenda kwandiri, haaŋgatoŋgofi. Unotenda iɀoɀo here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy