Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi ndinoziva kuti kunyange izvozvi Mwari achakupai zvose zvamuchakumbira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kunyaŋge ɀino ndinoziʋa, kuti ɀose ɀamunokumbira kunaMŋari, Mŋari ucakupai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kunyange zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy