Johane 11:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Marita akati anzwa kuti Jesu auya, akabuda kundomuchingamidza, asi Maria akasara mumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Marta wakati acinzwa kuti Jesu woʋuya, akaenda kundomuciŋgamidza; asi Maria wakagara mumba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Marita akati achinzwa kuti Jesu wouya, akaenda kundomuchingamidza; asi Maria akagara mumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba. Viz kapitola |