Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 uye vanhu vazhinji vakauya kwaari. Vakati, “Kunyange zvake Johani asina kumboita mabasa esimba, zvose zvakataurwa naJohani pamusoro pomurume uyu zvaiva zvechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ʋazhinji ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Johane haana‐kuita ciratidzo, asi ɀose ɀakareʋa Johane pamsoro poyuyu ndeɀaɀokwaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Vazhinji vakauya kwaari, vakati, “Johani haana kuita chiratidzo, asi zvose zvakareva Johani pamusoro pouyu ndezvechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Vanhu vakawanda vakauya kwaari. Vakati, “Johani haana zvake kuita zvishamiso asi zvose zvakataurwa naJohani nezvomunhu uyu ndezvechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Vanhu vakawanda vakauya kwaari. Vakati, “Johani haana zvake kuita zvishamiso asi zvose zvakataurwa naJohani nezvomunhu uyu ndezvechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy