Johane 10:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana achinge abudisa makwai ake ose, anofamba ari mberi kwawo, uye makwai ake anomutevera nokuti anoziva inzwi rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana aɓuɗisa makwai ake ose, unoatuŋgamirira; makwai anomuteʋera, nokuti anoziʋa inzwi rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana abudisa makwai ake ose, anoatungamirira; makwai anomutevera, nokuti anoziva izwi rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana achinge adziburitsa dzose panze, anodzitungamirira uye hwai dzinomutevera nokuti dzinoziva izwi rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana achinge adziburitsa dzose panze, anodzitungamirira uye hwai dzinomutevera nokuti dzinoziva izwi rake. Viz kapitola |