Johane 10:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Musanditenda kana ndisina kuita zvinoitwa naBaba vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Kana ndisiŋgaiti maɓasa aƂaɓa ʋaŋgu, regai kunditenda ini; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Kana ndisingaiti mabasa ababa vangu, regai kunditenda ini; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kana ndisiri kuita mabasa aBaba vangu regai zvenyu kunditenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kana ndisiri kuita mabasa aBaba vangu regai zvenyu kunditenda. Viz kapitola |