Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 asi Jesu akati kwavari, “Ndakakuratidzai mabasa esimba mazhinji kubva kuna Baba. Nderipiko basa ipapa ramunoda kunditakira namabwe?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Jesu akaʋapindura, akati: Ndakakuratidzai maɓasa mazhinji akanaka akabva kunaƂaɓa; munonditakira ɓasa ripiko kunaiwayo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy