Johane 10:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Makwai angu anonzwa inzwi rangu; ini ndinoaziva, uye anonditevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Makwai aŋgu anonzwa inzwi raŋgu; neni ndinoaziʋa, ʋuye anonditeʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Makwai angu anonzwa izwi rangu; neni ndinoaziva, uye anonditevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Hwai dzangu dzinonzwa izwi rangu, uye ndinodziziva uyewo dzinonditevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Hwai dzangu dzinonzwa izwi rangu, uye ndinodziziva uyewo dzinonditevera. Viz kapitola |