Johane 10:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi vamwe vakati, “Aya haangavi mashoko omunhu ane dhimoni. Ko, dhimoni ringasvinudza meso ousingaoni here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋamŋe ʋakati: Mashoko awa haati ari omunhu wakaɓatwa nomŋeya wakaipa; ko mŋeya wakaipa uŋgagona kuȿinudza meso amapofu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vamwe vakati, “Mashoko awa haati ari omunhu akabatwa nomweya wakaipa; ko mweya wakaipa ungagona kusvinudza meso amapofu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vamwewo vakati, “Uku hakusi iko kutaura kwomunhu ane Mweya wakaipa. Mweya wakaipa ungazarure maziso ebofu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vamwewo vakati, “Uku hakusi iko kutaura kwomunhu ane Mweya wakaipa. Mweya wakaipa ungazarure maziso ebofu here?” Viz kapitola |