Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ndini mufudzi wakanaka; mufudzi wakanaka unorashira makwai ake ʋupenyu bgake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Ndini mufudzi akanaka; mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake.

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy