Johane 10:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Ndinokuudzai chokwadi kuti munhu asingapindi mudanga ramakwai napamukova, asi anokwira kuti apinde naparutivi, imbavha uye igororo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Usiŋgapindi nomukoʋa muɗaŋga ramakwai, asi unokwira nokumŋe, imbava negororo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo mudanga ramakwai, asi anokwira napamwe, imbavha negororo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo pedanga rehwai asi achikwira napamwe munhu iyeyo imbavha negororo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo pedanga rehwai asi achikwira napamwe munhu iyeyo imbavha negororo. Viz kapitola |