Online Bible

- Reklamy -




Johane 1:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Pakanga pano murume akatumwa achibva kuna Mwari; zita rake rainzi Johani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kwakaŋga kunomunhu wakatumŋa naMŋari, zita rake rainzi Johane.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kwakanga kune munhu akatumwa naMwari, zita rake rainzi Johani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kwakazova nomunhu akatumwa naMwari, zita rake ainzi Johani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kwakazova nomunhu akatumwa naMwari, zita rake ainzi Johani.

Viz kapitola kopírovat




Johane 1:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy