Johane 1:51 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Ipapo akatizve, “Ndinokuudzai chokwadi, muchaona denga richizaruka, uye vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka pamusoro poMwanakomana woMunhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Akati kwaari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mucaʋona kuɗeŋga kwazarurwa, naʋatumŋa ʋaMŋari ʋacikwira, nokuɓurukira pamsoro poMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchaona kudenga kwazarurwa, navatumwa vaMwari vachikwira, nokuburukira pamusoro poMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.” Viz kapitola |