Johane 1:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ndazviona uye ndinopupura kuti uyu ndiye Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ini ndikaʋona, ndikapupura kuti uyu ndiye Mŋanakomana waMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Ini ndikaona, ndikapupura kuti uyu ndiye Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ini ndakazviona uye ndinopupura kuti uyu Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ini ndakazviona uye ndinopupura kuti uyu Mwanakomana waMwari.” Viz kapitola |