Joere 3:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Tarirai, ini ndichavamutsa kubva kunzvimbo dzamakavatengesera, uye ndichadzosera pamisoro yenyu chaiyo zvamakaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 tarirai, ndicaʋamutsa panɀimbo kwamakandoʋateŋgesa, ndidzosere pamisoro yenyu ɀamakaita; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 tarirai, ndichavamutsa panzvimbo kwamakandovatengesa, ndidzosere pamisoro yenyu zvamakaita; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu. Viz kapitola |