Joere 3:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakakanda mijenya pamusoro pavanhu vangu, vakatsinhanisa vakomana nezvifeve; vakatengesa vanasikana kuti vagotenga waini yokuti vanwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋakakanda mijenya pamsoro paʋanhu ʋaŋgu, ʋakateŋga cifeʋe nomukomana, ʋakateŋgesa musikana ʋacipiwa waini, kuti ʋainwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 vakakanda mijenya pamusoro pavanhu vangu, vakatenga chifeve nomukomana, vakatengesa musikana vachipiwa waini, kuti vainwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakatoitirawo vanhu chi'ange; mukomana chaiye vachimutsinhanisa nepfambi; musikana vachimutengesa newaini vakatoinwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakatoitirawo vanhu chi'ange; mukomana chaiye vachimutsinhanisa nepfambi; musikana vachimutengesa newaini vakatoinwa. Viz kapitola |