Joere 3:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zuva nomwedzi zvichasviba uye nyeredzi dzichadzima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Zuʋa nomŋedzi ɀaȿiɓa, nyeredzi dzinobvisa kupenya kwadzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zuva nomwedzi zvasviba, nyeredzi dzinobvisa kupenya kwadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zuva nemwedzi zvichaora kusviba nyenyedzi dzigorega kupenya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zuva nemwedzi zvichaora kusviba nyenyedzi dzigorega kupenya. Viz kapitola |