Joere 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pakungodziona chete, ndudzi dzose dzinotya; vose vanocheneruka kumeso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana ʋaciȿika, ʋanhu ʋose ʋanotya kwaɀo, ɀiso ɀose ɀinoceneruka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana vachisvika, vanhu vose vanotya kwazvo, zviso zvose zvinocheneruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! Viz kapitola |