Joere 2:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Uye mushure maizvozvo, ndichadururira Mweya wangu pamusoro pavanhu vose. Vanakomana navanasikana venyu vachaprofita, vatana venyu vacharota hope, majaya enyu achaona zviratidzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino shure kwaiɀoɀo ndicaɗurura Mŋeya waŋgu pamsoro penyama yose; ʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu ʋacaprofita, ʋatana ʋenyu ʋacarota hope, namajaya enyu acaʋona ɀiratidzo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Zvino shure kwaizvozvo ndichadurura Mweya wangu pamusoro penyama yose; vanakomana venyu navanasikana venyu vachaporofita, vatana venyu vacharota hope, namajaya enyu achaona zviratidzo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Mushure mezvo zvichazoitika kuti ndichadururira Mweya wangu pamusoro pavanhu vose. Vanakomana venyu navanasikana venyu vachaporofita, vakwegura venyu vacharotswa hope, vechidiki venyu vachaona zviratidzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Mushure mezvo zvichazoitika kuti ndichadururira Mweya wangu pamusoro pavanhu vose. Vanakomana venyu navanasikana venyu vachaporofita, vakwegura venyu vacharotswa hope, vechidiki venyu vachaona zviratidzo. Viz kapitola |