Joere 2:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mapuriro enyu achazara nezviyo, uye zvisviniro zvenyu zvichazara newaini itsva namafuta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mapuriro acazara neɀiyo, ʋuye ɀiȿiniro ɀicapafuma waini namafuta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Mapuriro achazara nezviyo, uye zvisviniro zvichapafuma waini namafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Maware achazara nembesanwa mokusvinira muchifashuka waini namafuta eorivhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Maware achazara nembesanwa mokusvinira muchifashuka waini namafuta eorivhi. Viz kapitola |