Joere 2:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Usatya iwe nyika; fara zvako upembere. Zvirokwazvo Jehovha aita zvinhu zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehova wakaita ɀinhu ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehovha akaita zvinhu zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru! Viz kapitola |