Online Bible

- Reklamy -

Joere 1:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Rudzi rwarwisa nyika yangu, rune simba uye haruverengeki; rune meno eshumba nameno makuru eshumbakadzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti rumŋe rudzi rwaȿika panyika yaŋgu, rwakasimba, rusiŋgaʋereŋgwi; meno arwo meno eshumba, runameno makuru eshumbakadzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti rumwe rudzi rwasvika panyika yangu, rwakasimba, rusingaverengwi; meno arwo meno eshumba, runa meno makuru eshumbakadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokuti kwaita rudzi rwavanhu vauya kuzorwisa nyika yangu, rudzi rune simba rusingaverengeki. Mazino arwo, mazino eshumba chaiwo, mbangura dzamazino arwo anenge mazino eshumba hadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nokuti kwaita rudzi rwavanhu vauya kuzorwisa nyika yangu, rudzi rune simba rusingaverengeki. Mazino arwo, mazino eshumba chaiwo, mbangura dzamazino arwo anenge mazino eshumba hadzi.

Viz kapitola kopírovat

Joere 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy