Joere 1:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kunyange mhuka dzesango dzinochema kwamuri; nokuti hova dzesango dzapwa uye moto waparadza mafuro ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀirokwaɀo, mhuka dzokusaŋgo dzinocemera kwamuri, nokuti hoʋa dzemvura dzapxa, ʋuye mŋoto wapedza mafuro erenje. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvirokwazvo, mhuka dzokusango dzinochemera kwamuri, nokuti hova dzemvura dzapwa, uye moto wapedza mafuro erenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kana nemhukawo dzesango dziri kuchema kwamuri nokuti hova dzemvura dzaoma motowo wakarorormesa mafuro erenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kana nemhukawo dzesango dziri kuchema kwamuri nokuti hova dzemvura dzaoma motowo wakarorormesa mafuro erenje. Viz kapitola |