Jobho 4:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Rangarira iye zvino: Ndianiko, asina mhaka, akamboparadzwa? Ndokupiko kwakatongoparadzwa vakarurama? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Raŋgarira hako, ndianiko usinemhaka wakatoŋgoparara? Kana ʋakarurama ʋakatoŋgoparadzwa papi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Rangarira hako, ndianiko asine mhaka akatongoparara? Kana vakarurama vakatongoparadzwa papi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Chimbozvifungaiwo zvenyu kuti ndiani aiva mururami akaparara uyewo ndokupi mururami kwaakaparadzwa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Chimbozvifungaiwo zvenyu kuti ndiani aiva mururami akaparara uyewo ndokupi mururami kwaakaparadzwa? Viz kapitola |