Online Bible

- Reklamy -




Jobho 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Satani akapindura achiti, “Ganda neganda! Munhu achapa zvose zvaanazvo nokuda kwoupenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Satani akapindura Jehova, akati: Ganda rinotsibga neganda, ɀose ɀaanaɀo munhu uŋgaɀiisira ʋupenyu bgake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Satani akapindura Jehovha, akati, “Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo.

Viz kapitola kopírovat




Jobho 2:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy