Jobho 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika napakukwidza nokudzika mairi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova akati kunaSatani: Wabvepiko? Satani akapindura Jehova, akati: Ndabva pakupota‐pota nenyika, napakufamba‐famba pairi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha, akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika, napakufamba-famba pairi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepiko?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichidzengerera nenyika ndichifamba-famba zvangu mairi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepiko?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichidzengerera nenyika ndichifamba-famba zvangu mairi.” Viz kapitola |