Jakobo 5:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makararama mumafaro panyika uye muchizvikudza. Makakodza mwoyo yenyu pazuva rokuzvibaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Makagara ɀinonaka panyika mucikarira ɀinofadza; makakodza mŋoyo yenyu nezuʋa rokuɓaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Makagara zvinonaka panyika muchikarira zvinofadza; makakodza mwoyo yenyu nezuva rokubaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Makagara panyika mumutambaratede nomumafaro. Makazvikodza nezvapamwoyo kuitira zuva rokubaiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Makagara panyika mumutambaratede nomumafaro. Makazvikodza nezvapamwoyo kuitira zuva rokubaiwa. Viz kapitola |