Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 5:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uye munyengetero unoitwa mukutenda uchaita kuti munhu anorwara apore; Ishe achamumutsa. Kana akatadza, acharegererwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kunyeŋgetera kwokutenda kucaponesa unorwara, Ishe ucamumutsa; kana akaita ɀiʋi, ucaɀikaŋganwirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kunyengetera kwokutenda kuchaponesa anorwara, Ishe achamumutsa; kana akaita zvivi achazviregererwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 5:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy