Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 3:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 asi hakuna munhu anogona kupingudza rurimi. Ndirwo chinhu chakaipa chisingazorori, chizere nomuchetura unouraya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 asi hakunomunhu uŋgapiŋgudza rurimi; ndico cinhu cakaipa cinoshanduka‐shanduka, cizere nomuti unoʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 3:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy