Jakobo 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana muchichengeta muchokwadi murayiro woushe unowanikwa muRugwaro, unoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozvida iwe,” munoita zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ɀino kana mucizadzisa murairo woʋushe, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Iɗa wokwako seɀaunoɀiɗa iwe, munoita ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi zvino kana muchizadzisa murayiro woushe, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ida wokwako sezvaunozvida iwe,” munoita zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana mukazadzisa mutemo woumambo maererano namagwaro matsvene unoti, “Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita.” Munoita zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana mukazadzisa mutemo woumambo maererano namagwaro matsvene unoti, “Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita.” Munoita zvakanaka. Viz kapitola |