Jakobo 1:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kutsungirira kunofanira kupedza basa rako kuitira kuti imi mukure uye muve vakakwana, musingashayiwi chinhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi kutsuŋgirira ŋgakuʋe neɓasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwaɀo, musiŋgashaiwi cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Viz kapitola |