Jakobo 1:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Musangova vanzwi veshoko bedzi, uye nokudaro muchizvinyengera. Itai zvarinoreva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi iʋai ʋaiti ʋeshoko, musaʋa ʋanzwi ʋoga, muciɀinyeŋgera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi ivai vaiti veshoko, musava vanzwi voga, muchizvinyengera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza Viz kapitola |