Isaya 9:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi vanhu havana kutendeukira kuna iye akavarova, kana kutsvaka Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋanhu haʋana‐kutendeʋukira kunaiye wakaʋaroʋa, haʋana‐kutȿaka Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi vanhu havana kutendeukira kuna iye akavarova, havana kutsvaka Jehovha wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu havana kupindukira kuna iye aivaranga kana kutsvaka Tenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu havana kupindukira kuna iye aivaranga kana kutsvaka Tenzi wehondo nehondo. Viz kapitola |