Online Bible

- Reklamy -




Isaya 8:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 nokuti mwana asati aziva kuti, ‘Baba vangu’ kana kuti, ‘Mai vangu,’ pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichatakurwa namambo weAsiria.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti mŋana asati aziʋa kuti, Ƃaɓa ʋaŋgu, kana Mai ʋaŋgu, fuma yeDamasko neɀakapambga ɀeSamaria ɀicaiswa pamberi pamambo weAsiria.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti mwana asati aziva kuti, baba vangu, kana mai vangu, pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichaiswa pamberi pamambo waAsiria.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nokuti mwana iyeyo asati ava kugona kuti baba wangu kana kuti amai vangu, upfumi hweDhamasikusi nezvakapambwa neveSamaria zvichatorwa namambo weAsiria zvoendwa nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nokuti mwana iyeyo asati ava kugona kuti baba wangu kana kuti amai vangu, upfumi hweDhamasikusi nezvakapambwa neveSamaria zvichatorwa namambo weAsiria zvoendwa nazvo.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 8:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy