Online Bible

- Reklamy -




Isaya 8:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo vachatarira pasi vagoona nhamo chete nerima nokusafara kunotyisa, uye vachakandirwa kurima guru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ʋacatarira ʋo pasi, asi tarirai, ʋacaʋona njodzi nerima, nokuȿiɓa kwokumanikidzwa; ʋacadziŋgirwa kurima guru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Vachatarirawo pasi, asi tarirai, vachaona njodzi nerima, nokusviba kwokumanikidzwa; vachadzingirwa kurima guru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vachati tarisei pasi, onei matambudziko nerima nokusuruvadzwa nenhamo uye vachakandwa muzarima rakati kwirindindi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Vachati tarisei pasi, onei matambudziko nerima nokusuruvadzwa nenhamo uye vachakandwa muzarima rakati kwirindindi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 8:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy