Isaya 8:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Jehovha Wamasimba Ose ndiye wamunofanira kuita mutsvene, ndiye wamunofanira kuvhunduka, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova wehondo, ndiye wamunofanira kuti mutȿene; mumutye iye, mumuvunduke iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Jehovha wehondo, ndiye wamunofanira kuti mutsvene; mumutye iye, mumuvhunduke iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Tenzi wehondo nehondo, iyeyo ndiye waunofanira kueresa, ndiye waunofanira kutya, ndiye waunofanira kudedera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Tenzi wehondo nehondo, iyeyo ndiye waunofanira kueresa, ndiye waunofanira kutya, ndiye waunofanira kudedera. Viz kapitola |