Online Bible

- Reklamy -




Isaya 7:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino Ahazi mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUzia, paakanga ari mambo weJudha, Mambo Rezini weAramu naPeka mwanakomana waRamaria mambo weIsraeri vakauya kuzorwa neJerusarema, asi havana kugona kurikunda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino pamazuʋa aAhazi, mŋanakomana waJotami, mŋanakomana waUziya, mambo waJuda, Rezini mambo weSiria, naPeka, mŋanakomana waRemaria, mambo waIsraeri, ʋakaenda kundorwa neJerusarema, asi ʋakakoniwa kurikunda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino pamazuva aAhazi, mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUziya, mambo waJudha, Rezini mambo weSiria, naPeka, mwanakomana waRemaria, mambo waIsiraeri, vakaenda kundorwa neJerusaremu, asi vakakoniwa kurikunda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mumazuva aAhazi mwanakomana waJotamu mwanakomana waUziya mambo wokwaJudha, Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria mambo wokwaIsiraeri vakauya kuzorwisa guta reJerusaremu asi havana kukwanisa kurikurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mumazuva aAhazi mwanakomana waJotamu mwanakomana waUziya mambo wokwaJudha, Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria mambo wokwaIsiraeri vakauya kuzorwisa guta reJerusaremu asi havana kukwanisa kurikurira.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 7:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy