Online Bible

- Reklamy -




Isaya 66:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 naizvozvo neniwo ndichavasarudzira kuranga kuchavaomera, uye ndichauyisa pamusoro pavo izvo zvavanotya. Nokuti pandakadana, hapana akapindura, pandakataura, hapana akateerera. Vakaita zvakaipa pamberi pangu vakasarudza zvisingandifadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Neni ʋo ndicasanaŋgura ɀinoʋaɗaɗira, ndicawisira pamsoro paʋo iɀo ɀaʋanotya; nokuti paŋguʋa yandakaɗana, hakuna‐wakapindura, paŋguʋa yandakataura, haʋana‐kunzwa, asi ʋakaita ɀakaipa pamberi paŋgu, ʋakasanaŋgura ɀakaŋga ɀisiŋgandifadzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Neniwo ndichasanangura zvinovadadira, ndichawisira pamusoro pavo izvo zvavanotya; nokuti panguva yandakadana, hakuna akapindura, panguva yandakataura, havana kunzwa, asi vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakasanangura zvakanga zvisingandifadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ini ndichavasarudzirawo nhamo ndichivaunzira zvavanenge vachitya nokuti ndakadaidza asi hapana akadavira. Ndakataura asi hapana akateerera asi vakatoita zvakaipa zvandisingamboda vachizvisarudzira zvinhu zvandisingadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ini ndichavasarudzirawo nhamo ndichivaunzira zvavanenge vachitya nokuti ndakadaidza asi hapana akadavira. Ndakataura asi hapana akateerera asi vakatoita zvakaipa zvandisingamboda vachizvisarudzira zvinhu zvandisingadi.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 66:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy