Online Bible

- Reklamy -

Isaya 66:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Asi ani naani anobayira hando akafanana nouyo anouraya munhu, uye anobayira gwayana, anofanana nouyo anovhuna mutsipa wembwa; ani naani anoita chipiriso chezviyo anofanana nomunhu anopa ropa renguruve, uye ani naani anopisira zvinonhuhwira zvokurangaridza, anofanana nounonamata chifananidzo. Vakasarudza nzira dzavo, uye mweya yavo inofarira zvinonyangadza zvavo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Unoʋuraya nzombe wakaita sounoʋuraya munhu, unoɓayira gwaiana sounovuna mutsipa wembga, unoʋuya necipiriso coʋupfu sounoʋuya neropa reŋguruʋe, unopisira ɀinonhuwira sounotenda cifananidzo. Ɀirokwaɀo, ʋakaɀisanaŋgurira nzira dzaʋo, mŋeya waʋo unofarira ɀinonyaŋgadza ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Anouraya nzombe wakaita soanouraya munhu, anobayira gwayana soanovhuna mutsipa wembwa, anouya nechipiriso choupfu soanouya neropa renguruve, anopisira zvinonhuwira soanotenda chifananidzo. Zvirokwazvo, vakazvisanangurira nzira dzavo, mweya wavo unofarira zvinonyangadza zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Zvavakati kuuraya mombe kwakafanana nokuuraya munhu kana kuti anoita hwai chipiro zvakafanana nokutyora imbwa mutsipa kana anopira mupiro wembwesanwa akafanana neanopira ropa renguruve uye kuti munhu anopira mupiro wokuyeuka worusenzi akafanana neanoremekedza chifananidzo chokunamata, vanhu vakadai vanoita zvomusoro wavo vanofarira zvinhu zvavo izvozvo zvinosemesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 66:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy