Isaya 66:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti nomoto uye nomunondo wake Jehovha achatonga vanhu vose, uye vazhinji vachava vaya vanourayiwa naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti Jehova ucatoŋga nyama yose nomŋoto ʋuye nomunondo wake; ʋakaʋurawa naJehova ʋacaʋa ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti Jehovha achatonga vanhu vose nomoto uye nomunondo wake; vakaurawa naJehovha vachava vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti Tenzi achatonga nomoto nebakatwa rehondo yake richawira vanhu vose zvavo panyika, vachaurayiwa naTenzi vachange vakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti Tenzi achatonga nomoto nebakatwa rehondo yake richawira vanhu vose zvavo panyika, vachaurayiwa naTenzi vachange vakawanda. Viz kapitola |