Online Bible

- Reklamy -




Isaya 65:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Zvanzi naJehovha: “Sezvazvakangoita kana musvi uchiri kuwanikwa musumbu ramazambiringa uye vanhu vachiti, ‘Musauparadza, muchine zvakanaka mauri,’ saizvozvo ndizvo zvandichaitira varanda vangu; handingavaparadzi vose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀanzi naJehova: Ɀakafanana nomunhu kana aciwana waini itȿa musumbu remizambiriŋga, mumŋe akati: Usariparadza, nokuti mukomborero uri’mo; ndiɀo ɀandicaita nokuɗa kwaʋaranda ʋaŋgu, kuti ndirege kuʋaparadza ʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvanzi naJehovha, “Zvakafanana nomunhu kana achiwana waini itsva musumbu remidzambiringa, mumwe akati, ‘Usariparadza, nokuti mukomborero urimo; ndizvo zvandichaita nokuda kwavaranda vangu, kuti ndirege kuvaparadza vose.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvanzi naTenzi, “Sezvinongoitawo waini kuti inowanikwa muchitsumbu chamagirepisi, vanhu vachiti regai kuchiparadza nokuti machiri mune chikomborero izvozvi, ndozvineni, pamusana pavaranda vangu handisi kuzovaparadza vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvanzi naTenzi, “Sezvinongoitawo waini kuti inowanikwa muchitsumbu chamagirepisi, vanhu vachiti regai kuchiparadza nokuti machiri mune chikomborero izvozvi, ndozvineni, pamusana pavaranda vangu handisi kuzovaparadza vose.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 65:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy