Online Bible

- Reklamy -




Isaya 65:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Havachazoshandira pasina kana kubereka vana vanoparadzwa; nokuti vachava vanhu vakaropafadzwa naJehovha, ivo nezvizvarwa zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Haʋaŋgaɓatiri ɀisinamaturo, kana kuɓereka ʋana, ʋacakurumidza kuparadzwa; nokuti ndiʋo ʋana ʋaʋakaropafadzwa naJehova, ɀiɓereko ɀaʋo ɀicagara naʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Havangabatiri zvisina maturo, kana kubereka vana vachakurumidza kuparadzwa; nokuti ndivo vana vavakaropafadzwa naJehovha, zvibereko zvavo zvichagara navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Havasi kuzomboshandira pasina kana kuberekera vana vavo nhamo nokuti ivo nevana vavo vanenge vari vana vaTenzi, nyakurumbidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Havasi kuzomboshandira pasina kana kuberekera vana vavo nhamo nokuti ivo nevana vavo vanenge vari vana vaTenzi, nyakurumbidzwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 65:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy