Isaya 65:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi farai mupembere nokusingaperi mune zvandichasika, nokuti ndichasika Jerusarema kuti rifadze uye kuti vanhu varo vave mufaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi imi farai mufarisise nokusiŋgaperi pamsoro peɀandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusarema riʋe guta romufaro, naʋanhu ʋaro ʋaʋe nomufaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Asi imi farai mufarisise nokusingaperi pamusoro pezvandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusaremu rive guta romufaro, navanhu varo vave nomufaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi farai zvenyu mufare kwazvo nokusingaperi muchifarira zvandava kusika nokuti tarisai muone ndava kusika Jerusaremu rorufaro nevanhu varowo vari vanhu vakafara chaizvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi farai zvenyu mufare kwazvo nokusingaperi muchifarira zvandava kusika nokuti tarisai muone ndava kusika Jerusaremu rorufaro nevanhu varowo vari vanhu vakafara chaizvo. Viz kapitola |